-
Johani 19:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Saka Pirato akati kwaari: “Hausi kuda kutaura neni here? Hauzivi here kuti ndine simba rekukusunungura uye rekuita kuti urovererwe?” 11 Jesu akamupindura kuti: “Kudai usina kupiwa simba kubva kumusoro ungadai usina simba pandiri. Ndokusaka munhu andiunza kwauri aine chivi chakakura kupfuura chako.”
-