Isaya 45:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Tendeukirai kwandiri muponeswe,+ imi mese migumo yenyika,Nekuti ndini Mwari, hakuna mumwe.+ Mabasa 17:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Ichokwadi kuti Mwari akafuratira nguva dzekusaziva kwakadaro;+ asi iye zvino ari kuzivisa vanhu vese kwese kwese kuti vanofanira kupfidza zvivi zvavo. VaRoma 5:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Saka sezvo chitadzo chemunhu mumwe chete chakaita kuti vanhu vese vanzi vane mhosva,+ chiito chimwe chete chekururamisa chakaitawo kuti vanhu vese+ vanzi vakarurama zvekukodzera kuwana upenyu.+ 1 Timoti 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndokusaka tiri kushanda nesimba, tichirwisa,+ nekuti takaisa tariro yedu pana Mwari mupenyu, anova ndiye Muponesi+ wevanhu vese,+ kunyanya wevakatendeka.
30 Ichokwadi kuti Mwari akafuratira nguva dzekusaziva kwakadaro;+ asi iye zvino ari kuzivisa vanhu vese kwese kwese kuti vanofanira kupfidza zvivi zvavo.
18 Saka sezvo chitadzo chemunhu mumwe chete chakaita kuti vanhu vese vanzi vane mhosva,+ chiito chimwe chete chekururamisa chakaitawo kuti vanhu vese+ vanzi vakarurama zvekukodzera kuwana upenyu.+
10 Ndokusaka tiri kushanda nesimba, tichirwisa,+ nekuti takaisa tariro yedu pana Mwari mupenyu, anova ndiye Muponesi+ wevanhu vese,+ kunyanya wevakatendeka.