1 Timoti 6:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Timoti, chengetedza zvinhu zvakaiswa mumaoko ako,+ uchifuratira mashoko asina zvaanobatsira anoshatisa zvinhu zvitsvene, nemashoko ekupikisa enhema dzavanoti ruzivo.+ 2 Timoti 2:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi, uchivarayira* pamberi paMwari kuti varege kuitisana nharo pamusoro pemashoko, zvinova zvinhu zvisina kana zvazvinobatsira, nekuti zvinokanganisa* vaya vanenge vachiteerera.
20 Timoti, chengetedza zvinhu zvakaiswa mumaoko ako,+ uchifuratira mashoko asina zvaanobatsira anoshatisa zvinhu zvitsvene, nemashoko ekupikisa enhema dzavanoti ruzivo.+
14 Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi, uchivarayira* pamberi paMwari kuti varege kuitisana nharo pamusoro pemashoko, zvinova zvinhu zvisina kana zvazvinobatsira, nekuti zvinokanganisa* vaya vanenge vachiteerera.