Johani 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi. VaFiripi 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+
14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi.