VaGaratiya 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti zvitadzo zviiswe pachena,+ kusvikira mwana* asvika,+ uyo akanga aitirwa vimbiso yacho; uye wakapiwa nekungirozi+ pachishandiswa ruoko rwemurevereri.+
19 Saka nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti zvitadzo zviiswe pachena,+ kusvikira mwana* asvika,+ uyo akanga aitirwa vimbiso yacho; uye wakapiwa nekungirozi+ pachishandiswa ruoko rwemurevereri.+