Mabasa 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi Ishe akati kwaari: “Enda! nekuti kwandiri murume uyu mudziyo wakasarudzwa+ kuti aende nezita rangu kune mamwe marudzi+ nekumadzimambo nekuvanakomana vaIsraeri.+
15 Asi Ishe akati kwaari: “Enda! nekuti kwandiri murume uyu mudziyo wakasarudzwa+ kuti aende nezita rangu kune mamwe marudzi+ nekumadzimambo nekuvanakomana vaIsraeri.+