Pisarema 110:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 110 Jehovha akati kuna Ishe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ VaHebheru 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndiye anoratidza kubwinya kwaMwari+ uye ndiye mufananidzo wake chaiwo,+ uye anotsigira zvinhu zvese neshoko rake rine simba. Uye pashure pekutichenesa pazvivi zvedu,+ akagara kuruoko rwerudyi rwaChangamire wekumusorosoro.+
110 Jehovha akati kuna Ishe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+
3 Ndiye anoratidza kubwinya kwaMwari+ uye ndiye mufananidzo wake chaiwo,+ uye anotsigira zvinhu zvese neshoko rake rine simba. Uye pashure pekutichenesa pazvivi zvedu,+ akagara kuruoko rwerudyi rwaChangamire wekumusorosoro.+