VaHebheru 9:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka mweya mutsvene unobudisa pachena kuti nzira inopinda munzvimbo tsvene yakanga isati yaratidzwa pachena tende rekutanga richakamira.+ VaHebheru 9:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nekuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ inofananidzira chinhu chaicho,+ asi kudenga chaiko,+ zvekuti ava pamberi paMwari* achitimiririra.+
8 Saka mweya mutsvene unobudisa pachena kuti nzira inopinda munzvimbo tsvene yakanga isati yaratidzwa pachena tende rekutanga richakamira.+
24 Nekuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ inofananidzira chinhu chaicho,+ asi kudenga chaiko,+ zvekuti ava pamberi paMwari* achitimiririra.+