1 VaKorinde 15:58 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 58 Saka hama dzangu dzinodiwa, ivai vakasimba,+ vasingazununguki, muchigara muine zvizhinji zvekuita+ mubasa raShe, muchiziva kuti basa renyu harisi pasina+ munaShe. VaKorose 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 ndokunge imi maramba muri pakutenda,+ makanyatsogara pafaundesheni+ uye makasimba,+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka amakanzwa uye akaparidzirwa zvisikwa zvese zviri pasi pedenga.+ Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+
58 Saka hama dzangu dzinodiwa, ivai vakasimba,+ vasingazununguki, muchigara muine zvizhinji zvekuita+ mubasa raShe, muchiziva kuti basa renyu harisi pasina+ munaShe.
23 ndokunge imi maramba muri pakutenda,+ makanyatsogara pafaundesheni+ uye makasimba,+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka amakanzwa uye akaparidzirwa zvisikwa zvese zviri pasi pedenga.+ Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+