Mateu 26:27, 28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye akatora kapu, akaonga ndokuvapa, achiti: “Mese inwai,+ 28 nekuti iyi inomirira ‘ropa+ rangu resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ kuti vakanganwirwe zvivi.+ Ruka 22:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Akaitawo izvozvo nekapu pavakanga vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu,+ ramuchadururirwa.+
27 Uye akatora kapu, akaonga ndokuvapa, achiti: “Mese inwai,+ 28 nekuti iyi inomirira ‘ropa+ rangu resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ kuti vakanganwirwe zvivi.+
20 Akaitawo izvozvo nekapu pavakanga vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu,+ ramuchadururirwa.+