Genesisi 12:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Akazobva ipapo akaenda kumakomo ari kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri iri kumavirira uye Ai+ iri kumabvazuva. Akavakira Jehovha atari+ ipapo, akatanga kudana zita raJehovha.+
8 Akazobva ipapo akaenda kumakomo ari kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri iri kumavirira uye Ai+ iri kumabvazuva. Akavakira Jehovha atari+ ipapo, akatanga kudana zita raJehovha.+