Mabasa 17:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+ 2 Petro 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi kune matenga matsva nenyika itsva zvatakamirira sekuvimbisa kwaakaita,+ uye imomo muchagara muine kururama.+
31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+
13 Asi kune matenga matsva nenyika itsva zvatakamirira sekuvimbisa kwaakaita,+ uye imomo muchagara muine kururama.+