Zvakazarurwa 14:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndakabva ndaona Gwayana+ rimire paGomo reZiyoni,+ riine vane 144 000+ vakanyorwa zita raro nezita raBaba+ varo pahuma dzavo.
14 Ndakabva ndaona Gwayana+ rimire paGomo reZiyoni,+ riine vane 144 000+ vakanyorwa zita raro nezita raBaba+ varo pahuma dzavo.