Johani 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi. Johani 17:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka iye zvino Baba, ndikudzei parutivi rwenyu nekukudzwa kwandaiva nako parutivi rwenyu nyika isati yavapo.+
14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi.
5 Saka iye zvino Baba, ndikudzei parutivi rwenyu nekukudzwa kwandaiva nako parutivi rwenyu nyika isati yavapo.+