2 Samueri 23:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mweya waJehovha wakataura nekwandiri;+Shoko rake raiva parurimi rwangu.+ Mabasa 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Varume, hama, zvakanga zvakakodzera kuti rugwaro ruzadziswe rwakataurwa nemweya mutsvene uchiita kuti Dhavhidhi aprofite pamusoro paJudhasi,+ uyo akatungamirira vanhu vakasunga Jesu.+
16 “Varume, hama, zvakanga zvakakodzera kuti rugwaro ruzadziswe rwakataurwa nemweya mutsvene uchiita kuti Dhavhidhi aprofite pamusoro paJudhasi,+ uyo akatungamirira vanhu vakasunga Jesu.+