Pisarema 95:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti iye ndiye Mwari wedu,Uye isu tiri vanhu vemafuro ake,Makwai aanochengeta.*+ Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ 8 Musaomesa mwoyo yenyu sepaMeribha,*+Sepazuva reMasa* murenje,+
7 Nekuti iye ndiye Mwari wedu,Uye isu tiri vanhu vemafuro ake,Makwai aanochengeta.*+ Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ 8 Musaomesa mwoyo yenyu sepaMeribha,*+Sepazuva reMasa* murenje,+