Numeri 14:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Vanhu ava vari kuda kusvika riini vasingandiremekedzi,+ uye vari kuda kusvika riini vasingatendi mandiri pasinei nezviratidzo zvese zvandakaita pakati pavo?+ Dheuteronomi 32:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Vakandishatirisa* vachinamata vanamwari pasina;+Vakandigumbura nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira.+ Saka ini ndichaita kuti vave negodo nevanhu pasina;+Ndichavagumbura nerudzi rune mapenzi evanhu.+
11 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Vanhu ava vari kuda kusvika riini vasingandiremekedzi,+ uye vari kuda kusvika riini vasingatendi mandiri pasinei nezviratidzo zvese zvandakaita pakati pavo?+
21 Vakandishatirisa* vachinamata vanamwari pasina;+Vakandigumbura nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira.+ Saka ini ndichaita kuti vave negodo nevanhu pasina;+Ndichavagumbura nerudzi rune mapenzi evanhu.+