20 raakashandisa pana Kristu achimumutsa kuvakafa, akamugarisa kuruoko rwake rwerudyi+ munzvimbo dzekudenga, 21 kumusorosoro kwehurumende dzese, nevanhu vane chiremera, nemasimba, neushe uye nemazita ese anodanwa,+ kwete mumamiriro ano ezvinhu chete, asiwo mune achauya.