2 Timoti 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kubvira iye zvino, ndakachengeterwa korona yekururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa semubayiro pazuva iroro,+ asi kwete ini ndega, asiwo vamwe vese vakada kuratidzwa kwake pachena. 1 Petro 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Uye mufudzi mukuru+ paachange aratidzwa pachena, muchapiwa korona yekubwinya isingasvavi.+ Zvakazarurwa 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Usatya matambudziko awava kuda kusangana nawo.+ Inzwa! Dhiyabhorosi acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kusvika pekupedzisira, uye muchatambudzika kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvika parufu, uye ndichakupa korona yeupenyu.+
8 Kubvira iye zvino, ndakachengeterwa korona yekururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa semubayiro pazuva iroro,+ asi kwete ini ndega, asiwo vamwe vese vakada kuratidzwa kwake pachena.
10 Usatya matambudziko awava kuda kusangana nawo.+ Inzwa! Dhiyabhorosi acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kusvika pekupedzisira, uye muchatambudzika kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvika parufu, uye ndichakupa korona yeupenyu.+