Zvakazarurwa 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ava ndivo vasina kuzvisvibisa nevakadzi; chokwadi, vakaita semhandara.*+ Ava ndivo vanoramba vachitevera Gwayana pasinei nekwarinoenda.+ Vakatengwa+ pakati pevanhu sezvibereko zvekutanga+ kuna Mwari nekuGwayana,
4 Ava ndivo vasina kuzvisvibisa nevakadzi; chokwadi, vakaita semhandara.*+ Ava ndivo vanoramba vachitevera Gwayana pasinei nekwarinoenda.+ Vakatengwa+ pakati pevanhu sezvibereko zvekutanga+ kuna Mwari nekuGwayana,