1 Madzimambo 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka ipai muranda wenyu mwoyo unoteerera kuti atonge vanhu venyu,+ kuti azive chakanaka nechakaipa,+ nekuti ndiani angakwanisa kutonga vanhu venyu ava vakawanda* kudai?” Mako 11:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Ndokusaka ndichikuudzai kuti, zvinhu zvese zvamunonyengeterera muchikumbira, ivai nekutenda kwekuti matozvigamuchira, uye muchava nazvo.+ 1 Johani 3:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 uye anotipa zvinhu zvese zvatinomukumbira,+ nekuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinomufadza.
9 Saka ipai muranda wenyu mwoyo unoteerera kuti atonge vanhu venyu,+ kuti azive chakanaka nechakaipa,+ nekuti ndiani angakwanisa kutonga vanhu venyu ava vakawanda* kudai?”
24 Ndokusaka ndichikuudzai kuti, zvinhu zvese zvamunonyengeterera muchikumbira, ivai nekutenda kwekuti matozvigamuchira, uye muchava nazvo.+
22 uye anotipa zvinhu zvese zvatinomukumbira,+ nekuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinomufadza.