Zvakazarurwa 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 ‘Ndinoziva kutambudzika kwako neurombo hwako, asi wakapfuma,+ uye ndinoziva kushorwa kwaunoitwa nevaya vanozviti vaJudha ivo vasiri, asi vari sinagogi raSatani.+
9 ‘Ndinoziva kutambudzika kwako neurombo hwako, asi wakapfuma,+ uye ndinoziva kushorwa kwaunoitwa nevaya vanozviti vaJudha ivo vasiri, asi vari sinagogi raSatani.+