2 Makoronike 20:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Haiwa Mwari wedu, hamuna here kudzinga vagari vemunyika ino pamberi pevanhu venyu vaIsraeri, mukapa vana* veshamwari yenyu Abrahamu nyika ino kuti igare iri yavo?+ Isaya 41:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Asi iwe, haiwa Israeri, uri mushumiri wangu,+Iwe Jakobho wandakasarudza,+Vana* veshamwari yangu Abrahamu,+
7 Haiwa Mwari wedu, hamuna here kudzinga vagari vemunyika ino pamberi pevanhu venyu vaIsraeri, mukapa vana* veshamwari yenyu Abrahamu nyika ino kuti igare iri yavo?+
8 “Asi iwe, haiwa Israeri, uri mushumiri wangu,+Iwe Jakobho wandakasarudza,+Vana* veshamwari yangu Abrahamu,+