1 Madzimambo 8:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 “Kana vakakutadzirai (nekuti hapana munhu asingatadzi),+ imi movatsamwira chaizvo movaisa mumaoko emuvengi, vanhu vanenge vavatapa vobva vaenda navo kunyika yemuvengi, iri kure kana iri pedyo;+ Zvirevo 20:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndiani angati: “Ndakachenesa mwoyo wangu;+Ndakachena pachivi changu”?+ 1 Johani 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kana tichitaura kuti, “Hatina chivi,” tiri kuzvinyengera+ uye chokwadi hachisi matiri.
46 “Kana vakakutadzirai (nekuti hapana munhu asingatadzi),+ imi movatsamwira chaizvo movaisa mumaoko emuvengi, vanhu vanenge vavatapa vobva vaenda navo kunyika yemuvengi, iri kure kana iri pedyo;+