Eksodho 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Gwai renyu rinofanira kunge rakanaka,+ riri gondohwe rine gore rimwe chete. Munogona kusarudza gondohwe diki kana kuti mbudzi. Revhitiko 22:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Musauya nechero chinhu chipi chakaremara,+ nekuti hachizoiti kuti mufarirwe. Johani 1:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+
5 Gwai renyu rinofanira kunge rakanaka,+ riri gondohwe rine gore rimwe chete. Munogona kusarudza gondohwe diki kana kuti mbudzi.
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+