VaGaratiya 5:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti nyama inorwisana nemweya pazvido zvayo, uye mweya unorwisana nenyama; zvinhu izvi zvinorwisana, zvekuti hamukwanisi kuita zvamunoda kuita chaizvo.+ Jakobho 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chii chiri kukonzera hondo nekurwa pakati penyu? Hazvisi kukonzerwa neruchiva rwenyama yenyu ruri kurwa mamuri* here?+
17 Nekuti nyama inorwisana nemweya pazvido zvayo, uye mweya unorwisana nenyama; zvinhu izvi zvinorwisana, zvekuti hamukwanisi kuita zvamunoda kuita chaizvo.+
4 Chii chiri kukonzera hondo nekurwa pakati penyu? Hazvisi kukonzerwa neruchiva rwenyama yenyu ruri kurwa mamuri* here?+