Revhitiko 19:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 “‘Unofanira kusimukira achena bvudzi,+ uye unofanira kuremekedza munhu akwegura,+ uye unofanira kutya Mwari wako.+ Ndini Jehovha. VaRoma 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Parudo rwenyu sehama, dananai nemwoyo wese. Pakukudzana, mumwe nemumwe wenyu ngaatange iye.+ VaRoma 13:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ipai vese zvakavakodzera: kune anoti anoda mutero, mutero;+ kune anoti anoda muripo, muripo; kune anoti anoda kutyiwa, kutyiwa kwacho;+ kune anoti anoda kukudzwa, kukudzwa kwacho.+
32 “‘Unofanira kusimukira achena bvudzi,+ uye unofanira kuremekedza munhu akwegura,+ uye unofanira kutya Mwari wako.+ Ndini Jehovha.
7 Ipai vese zvakavakodzera: kune anoti anoda mutero, mutero;+ kune anoti anoda muripo, muripo; kune anoti anoda kutyiwa, kutyiwa kwacho;+ kune anoti anoda kukudzwa, kukudzwa kwacho.+