Pisarema 111:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweuchenjeri.+ ש [Sin] Vese vanochengeta mirayiro yake vanoratidza kuti vanonzwisisa.+ ת [Taw] Kurumbidzwa kwake kunogara nekusingaperi. Zvirevo 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Kutya Jehovha kunoreva kuvenga zvakaipa.+ Ndinovenga kuzvirumbidza, uye kuzvikudza,+ nzira yakaipa, uye kutaura zvakatsauka.+ 2 VaKorinde 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka vadiwa, sezvo tiri kuvimbiswa zvinhu zvakadai,+ ngatizvichenesei pazvinhu zvese zvinosvibisa nyama nemweya,+ tichiwedzera kuva vatsvene pakutya Mwari.
10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweuchenjeri.+ ש [Sin] Vese vanochengeta mirayiro yake vanoratidza kuti vanonzwisisa.+ ת [Taw] Kurumbidzwa kwake kunogara nekusingaperi.
13 Kutya Jehovha kunoreva kuvenga zvakaipa.+ Ndinovenga kuzvirumbidza, uye kuzvikudza,+ nzira yakaipa, uye kutaura zvakatsauka.+
7 Saka vadiwa, sezvo tiri kuvimbiswa zvinhu zvakadai,+ ngatizvichenesei pazvinhu zvese zvinosvibisa nyama nemweya,+ tichiwedzera kuva vatsvene pakutya Mwari.