Mateu 5:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Vanofara vaya vakatambudzwa nekuda kwekururama,+ nekuti Umambo hwekudenga ndehwavo. Mabasa 5:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Saka vakabva pamberi peSanihedrini vachifara+ nekuti vakanga vanzi vakakodzera kuzvidzirwa zita rake. 1 Petro 4:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana muchishorwa* nekuda kwezita raKristu, munofara,+ nekuti mweya wekubwinya, iwo mweya waMwari, uri pamuri.
41 Saka vakabva pamberi peSanihedrini vachifara+ nekuti vakanga vanzi vakakodzera kuzvidzirwa zita rake.
14 Kana muchishorwa* nekuda kwezita raKristu, munofara,+ nekuti mweya wekubwinya, iwo mweya waMwari, uri pamuri.