Mateu 16:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Jesu akabva ati kuvadzidzi vake: “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe, atore danda rake rekutambudzirwa,* arambe achinditevera.+ Johani 13:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti ndakuratidzai muenzaniso, kuti zvandakuitirai, muitewo saizvozvo.+
24 Jesu akabva ati kuvadzidzi vake: “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe, atore danda rake rekutambudzirwa,* arambe achinditevera.+