1 VaKorinde 7:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nekuti, iwe mudzimai, unoziva sei kana uchaponesa murume wako?+ Kana kuti, iwe murume, unoziva sei kana uchaponesa mudzimai wako?
16 Nekuti, iwe mudzimai, unoziva sei kana uchaponesa murume wako?+ Kana kuti, iwe murume, unoziva sei kana uchaponesa mudzimai wako?