2 VaKorinde 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti tinoziva kuti kana imba yedu yepanyika, iro tende rino, ikaparadzwa,+ tichava nechivakwa chinobva kuna Mwari, imba isina kuvakwa nemaoko,+ inogara nekusingaperi, kudenga.
5 Nekuti tinoziva kuti kana imba yedu yepanyika, iro tende rino, ikaparadzwa,+ tichava nechivakwa chinobva kuna Mwari, imba isina kuvakwa nemaoko,+ inogara nekusingaperi, kudenga.