RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 34:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Matambudziko emunhu akarurama mazhinji,+

      Asi Jehovha anomununura maari ese.+

  • 1 VaKorinde 10:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Hapana muedzo wakauya pamuri kunze kweyagara ichisangana nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka, uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nemuedzo achaitawo nzira yekubuda nayo kuti mukwanise kuutsungirira.+

  • 2 Timoti 4:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Ishe achandinunura pamabasa ese akaipa uye achandiponesa nekuda kweUmambo hwake hwekudenga.+ Ngaakudzwe nariini nariini. Ameni.

  • Zvakazarurwa 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Wakachengeta shoko rekutsungirira kwangu,*+ saka ndichakuchengetawo panguva yekuedzwa+ ichauya panyika yese kuzoedza vanhu vanogara panyika.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe