VaRoma 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi nekuomesa kwauri kuita musoro uchirega kupfidza zvivi mumwoyo mako, uri kuzviunganidzira hasha pazuva rehasha dzaMwari raacharatidza kutonga kwake kwakarurama.+ 2 Petro 3:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi neshoko rimwe chete iroro matenga nenyika zviripo iye zvino zvakachengeterwa moto uye zviri kusiyiwa zviripo kusvikira pazuva rekutongwa nerekuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari.+
5 Asi nekuomesa kwauri kuita musoro uchirega kupfidza zvivi mumwoyo mako, uri kuzviunganidzira hasha pazuva rehasha dzaMwari raacharatidza kutonga kwake kwakarurama.+
7 Asi neshoko rimwe chete iroro matenga nenyika zviripo iye zvino zvakachengeterwa moto uye zviri kusiyiwa zviripo kusvikira pazuva rekutongwa nerekuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari.+