2 Petro 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Achishandisa zvinhu izvi, akativimbisa* zvinhu zvinokosha uye zvakakura chaizvo,+ kuti kuburikidza neizvi, muve vanhu vakaita saMwari,+ sezvo makabva pakuora kuri munyika kunokonzerwa nezvido zvakaipa.*
4 Achishandisa zvinhu izvi, akativimbisa* zvinhu zvinokosha uye zvakakura chaizvo,+ kuti kuburikidza neizvi, muve vanhu vakaita saMwari,+ sezvo makabva pakuora kuri munyika kunokonzerwa nezvido zvakaipa.*