VaRoma 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Kana kuti unozvidza here pfuma yemutsa wake+ uye kunonoka kwake kutsamwa nemwoyo murefu wake,+ usingazivi kuti Mwari ari kuratidza mutsa wake achiedza kuita kuti upfidze zvivi zvako?+
4 Kana kuti unozvidza here pfuma yemutsa wake+ uye kunonoka kwake kutsamwa nemwoyo murefu wake,+ usingazivi kuti Mwari ari kuratidza mutsa wake achiedza kuita kuti upfidze zvivi zvako?+