Mateu 24:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nekuti vanaKristu venhema nevaprofita venhema+ vachamuka uye vachaita zviratidzo zvikuru nezvishamiso, kuti kana zvichiita, vatsause+ kunyange vakasarudzwa. VaEfeso 4:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka hatifaniri kunge tichiri vana, tichiita setiri kukandwa kwese kwese nemasaisai uye tichitakurwa tichiiswa kuno neuko nemhepo yese yedzidziso+ dzekunyengera kwevanhu, nezvirongwa zvekunyengedza.
24 Nekuti vanaKristu venhema nevaprofita venhema+ vachamuka uye vachaita zviratidzo zvikuru nezvishamiso, kuti kana zvichiita, vatsause+ kunyange vakasarudzwa.
14 Saka hatifaniri kunge tichiri vana, tichiita setiri kukandwa kwese kwese nemasaisai uye tichitakurwa tichiiswa kuno neuko nemhepo yese yedzidziso+ dzekunyengera kwevanhu, nezvirongwa zvekunyengedza.