Johani 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+ VaRoma 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti, patakanga tichiri vatadzi, Kristu akatifira.+ VaRoma 8:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Sezvo asina kutombozeza kupa Mwanakomana wake kuti atifire tese,+ angatadza here kutipawo zvimwe zvese pamwe naye? 1 Johani 5:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uhwu ndihwo uchapupu hwacho, hwekuti Mwari akatipa upenyu husingaperi,+ uye upenyu uhwu huri muMwanakomana wake.+
16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+
32 Sezvo asina kutombozeza kupa Mwanakomana wake kuti atifire tese,+ angatadza here kutipawo zvimwe zvese pamwe naye?
11 Uhwu ndihwo uchapupu hwacho, hwekuti Mwari akatipa upenyu husingaperi,+ uye upenyu uhwu huri muMwanakomana wake.+