1 Johani 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vana vangu, imi munobva kuna Mwari, uye makakunda vanhu ivavo+ nekuti uya ari pamwe nemi+ mukuru kune uya ari pamwe nenyika.+
4 Vana vangu, imi munobva kuna Mwari, uye makakunda vanhu ivavo+ nekuti uya ari pamwe nemi+ mukuru kune uya ari pamwe nenyika.+