Mateu 20:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Sezvakangoitwa neMwanakomana wemunhu, uyo asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nekupa upenyu hwake* kuti adzikinure vanhu vazhinji.”+ Johani 1:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+
28 Sezvakangoitwa neMwanakomana wemunhu, uyo asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nekupa upenyu hwake* kuti adzikinure vanhu vazhinji.”+
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+