VaRoma 3:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Mwari akamupa sechibayiro kuti vanhu vayanane naye*+ kuburikidza nekutenda muropa rake.+ Izvi akazviitira kuti aratidze kururama kwake, nekuti Mwari, nemwoyo murefu wake, akaregerera zvivi zvakaitika kare. VaEfeso 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari. VaHebheru 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+ VaHebheru 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo wese nekutenda kwakakwana, sezvo mwoyo yedu yakasaswa ikachena kuti tisava nehana yakaipa,+ miviri yedu ikagezwa nemvura yakachena.+ Zvakazarurwa 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ uye “Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake,+
25 Mwari akamupa sechibayiro kuti vanhu vayanane naye*+ kuburikidza nekutenda muropa rake.+ Izvi akazviitira kuti aratidze kururama kwake, nekuti Mwari, nemwoyo murefu wake, akaregerera zvivi zvakaitika kare.
7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari.
14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo wese nekutenda kwakakwana, sezvo mwoyo yedu yakasaswa ikachena kuti tisava nehana yakaipa,+ miviri yedu ikagezwa nemvura yakachena.+
5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ uye “Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake,+