Mabasa 20:29, 30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Ndinoziva kuti kana ndaenda mhumhi dzinotyisa dzichapinda pakati penyu+ uye hadzizobati makwai neunyoro, 30 uye pakati penyu pachamuka varume vachataura zvinhu zvisina kururama kuti vatsause vadzidzi vavatevere.+ 2 Petro 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Zvisinei, pakati penyu pachava nevadzidzisi venhema sezvapakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu.+ Vanhu ava vachamutsa tumapoka tunoparadza vachizviita chinyararire uye vachatoramba tenzi akavatenga,+ zvoita kuti vakurumidze kuparadzwa.
29 Ndinoziva kuti kana ndaenda mhumhi dzinotyisa dzichapinda pakati penyu+ uye hadzizobati makwai neunyoro, 30 uye pakati penyu pachamuka varume vachataura zvinhu zvisina kururama kuti vatsause vadzidzi vavatevere.+
2 Zvisinei, pakati penyu pachava nevadzidzisi venhema sezvapakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu.+ Vanhu ava vachamutsa tumapoka tunoparadza vachizviita chinyararire uye vachatoramba tenzi akavatenga,+ zvoita kuti vakurumidze kuparadzwa.