Zvakazarurwa 14:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndakabva ndaona Gwayana+ rimire paGomo reZiyoni,+ riine vane 144 000+ vakanyorwa zita raro nezita raBaba+ varo pahuma dzavo. Zvakazarurwa 19:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Maziso ake marimi emoto,+ uye mumusoro make mune korona zhinji.* Akanyorwa zita risina anoriziva kunze kwake iye ega;
14 Ndakabva ndaona Gwayana+ rimire paGomo reZiyoni,+ riine vane 144 000+ vakanyorwa zita raro nezita raBaba+ varo pahuma dzavo.
12 Maziso ake marimi emoto,+ uye mumusoro make mune korona zhinji.* Akanyorwa zita risina anoriziva kunze kwake iye ega;