2 VaKorinde 1:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti pasinei nekuti vimbiso dzaMwari dzakawanda sei, idzo dzakava “hongu” pachishandiswa iye.+ Saka nekwaari tinoti “Ameni” kuna Mwari+ kuti timukudze.
20 Nekuti pasinei nekuti vimbiso dzaMwari dzakawanda sei, idzo dzakava “hongu” pachishandiswa iye.+ Saka nekwaari tinoti “Ameni” kuna Mwari+ kuti timukudze.