Zvirevo 8:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Jehovha akandisika kuti ndive kutanga kwenzira yake,+Wekutangatanga pamabasa ake ekare kare.+ VaKorose 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Iye ndiye mufananidzo waMwari asingaoneki,+ dangwe rezvisikwa zvese;+