-
2 VaKorinde 9:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 nekuti ndinoziva chido chenyu chandiri kuzvirumbidza nacho kuvaMakedhoniya, kuti iye zvino Akaya yava negore yakagadzirira, uye kushingaira kwenyu kwakakurudzira vakawanda vavo.
-