Zvakazarurwa 6:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Parakavhura chisimbiso chechitatu,+ ndakanzwa chisikwa chipenyu chechitatu+ chichiti: “Uya!” Ndakabva ndaona bhiza dema, uye akanga akaritasva akanga aine chikero muruoko rwake.
5 Parakavhura chisimbiso chechitatu,+ ndakanzwa chisikwa chipenyu chechitatu+ chichiti: “Uya!” Ndakabva ndaona bhiza dema, uye akanga akaritasva akanga aine chikero muruoko rwake.