Isaya 53:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Akadzvinyirirwa+ uye akabvuma kutambudzwa,+Asi aisashama muromo wake. Akaunzwa segwai kuzourayiwa,+Senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo,Uye aisashama muromo wake.+ Johani 1:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+ 1 Petro 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi neropa rinokosha raKristu,+ rakaita seregwayana rakanaka+ uye risina kana pakaipa.+
7 Akadzvinyirirwa+ uye akabvuma kutambudzwa,+Asi aisashama muromo wake. Akaunzwa segwai kuzourayiwa,+Senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo,Uye aisashama muromo wake.+
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+