-
Zvakazarurwa 1:5, 6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ uye “Mutongi wemadzimambo enyika.”+
Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake,+ 6 iye akaita kuti tive umambo+ nevapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake, chokwadi kwaari ngakuve nekukudzwa nesimba nekusingaperi. Ameni.
-