Revhitiko 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Mupristi achaisawo rimwe ropa racho panyanga dzeatari yerusenzi inonhuhwirira,+ iri pamberi paJehovha mutende rekusanganira; uye achadururira ropa remukono wacho rinenge rasara muzasi meatari yekupisira zvibayiro,+ iri pasuo retende rekusanganira. Zvakazarurwa 8:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Pakabva pauya imwe ngirozi yainge yakabata mudziyo wekupisira rusenzi wegoridhe ikamira pedyo neatari,+ uye yakapiwa rusenzi zhinji kwazvo+ kuti ipise paatari yegoridhe+ yakanga iri pamberi pechigaro cheumambo panguva yaipiwa minyengetero yevatsvene vese.
7 Mupristi achaisawo rimwe ropa racho panyanga dzeatari yerusenzi inonhuhwirira,+ iri pamberi paJehovha mutende rekusanganira; uye achadururira ropa remukono wacho rinenge rasara muzasi meatari yekupisira zvibayiro,+ iri pasuo retende rekusanganira.
3 Pakabva pauya imwe ngirozi yainge yakabata mudziyo wekupisira rusenzi wegoridhe ikamira pedyo neatari,+ uye yakapiwa rusenzi zhinji kwazvo+ kuti ipise paatari yegoridhe+ yakanga iri pamberi pechigaro cheumambo panguva yaipiwa minyengetero yevatsvene vese.